Genesi 35:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Jakobho ndokuudza mhuri yake navose vaaive navo kuti, “Rasai vamwari vamunavo vasirivo, mushambe mupfeke dzimwe hanzu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ipapo Jakobo akati kumhuri yake, naʋose ʋakaŋga ʋanaye: Bvisai ʋamŋari ʋedzimŋe ndudzi ʋari pakati penyu, ɀinatsei, mufuke dzimŋe ŋguʋo; See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Ipapo Jakobho akati kumhuri yake, navose vakanga vanaye, “Bvisai vamwari vedzimwe ndudzi vari pakati penyu, zvinatsei, mufuke dzimwe nguo; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Jakobho ndokuudza mhuri yake navose vaaive navo kuti, “Rasai vamwari vamunavo vasirivo, mushambe mupfeke dzimwe hanzu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Jakobho ndokuudza mhuri yake navose vaaive navo kuti, “Rasai vamwari vamunavo vasirivo, mushambe mupfeke dzimwe hanzu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Saka Jakobho akati kune veimba yake nokuna vose vakanga vanaye, “Bvisai vamwari vavatorwa vamunavo, muzvinatse uye mupfeke dzimwe nguo dzenyu. See the chapter |