Genesi 35:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Rakeri akataura achitandadza kuti zita romwana rinonzi Bhenoni. Asi baba vake vakamutumidza zita rokuti Bhenjamini. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀino mŋeya wake wakati uciɓuɗa (nokuti wakafa), akamutumidza Benoni; asi ɓaɓa ʋake ʋakamutumidza Benjamini. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 Zvino mweya wake wakati uchibuda (nokuti wakafa), akamutumidza Bhenoni; asi baba vake vakamutumidza Bhenjamini. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Rakeri akataura achitandadza kuti zita romwana rinonzi Bhenoni. Asi baba vake vakamutumidza zita rokuti Bhenjamini. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 Rakeri akataura achitandadza kuti zita romwana rinonzi Bhenoni. Asi baba vake vakamutumidza zita rokuti Bhenjamini. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Paakabudisa mweya wake, nokuti akanga ofa, akatumidza mwanakomana wake zita rokuti Bheni-Oni. Asi baba vake vakamutumidza zita rokuti Bhenjamini. See the chapter |