Online Bible

- Advertisements -

Genesi 35:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Zvaakanga ari pahata akatambura zvikuru, vanyamukuta vakati, “Usatye zvako wapiwa zvakare chimwe chikomana.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Wakati acitambudzika pakupona kwake, mbuya ʋakati kwaari: Usatya hako, nokuti ɀino ucaʋa nomumŋe mŋanakomana ɀe.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Akati achitambudzika pakupona kwake, mbuya vakati kwaari, “Usatya hako, nokuti zvino uchava nomumwe mwanakomanazve.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Zvaakanga ari pahata akatambura zvikuru, vanyamukuta vakati, “Usatye zvako wapiwa zvakare chimwe chikomana.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Zvaakanga ari pahata akatambura zvikuru, vanyamukuta vakati, “Usatye zvako wapiwa zvakare chimwe chikomana.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Uye paakanga achitambudzika zvikuru pakupona mwana, mbuya vaimuchengeta vakati kwaari, “Usatya, nokuti uno mumwe mwanakomana.”

See the chapter Copy

Genesi 35:17

Follow us:

Advertisements

Advertisements