Online Bible

- Advertisements -

Genesi 35:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Vakabva kuBhetieri vosimudzira rwendo rwavo voenda. Asi vachiri chinhambwe nokusvika munyika yeEfurati nguva yaRakeri yokusununguka yakasvika. Rakeri akatambura chaizvo pakusununguka kwake.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ɀino ʋakafamba ʋacibva Beteri; cinhambo cakaŋga cici’po cokuȿika Efrati; Rakeri akaɀara, akatambudzika pakupona kwake.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Zvino vakafamba vachibva Bheteri; chinhambo chakanga chichipo chokusvika Efurata; Rakeri akazvara, akatambudzika pakupona kwake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Vakabva kuBhetieri vosimudzira rwendo rwavo voenda. Asi vachiri chinhambwe nokusvika munyika yeEfurati nguva yaRakeri yokusununguka yakasvika. Rakeri akatambura chaizvo pakusununguka kwake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Vakabva kuBhetieri vosimudzira rwendo rwavo voenda. Asi vachiri chinhambwe nokusvika munyika yeEfurati nguva yaRakeri yokusununguka yakasvika. Rakeri akatambura chaizvo pakusununguka kwake.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Ipapo vakapfuurira mberi kubva kuBheteri. Vachiri chinhambwe neEfurati, Rakeri akatanga kurwadziwa uye akatambudzika zvikuru.

See the chapter Copy

Genesi 35:16

Follow us:

Advertisements

Advertisements