Genesi 35:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Nyika yandakanga ndapa Abhurahamu naIsaki ndinokupa iwe, ndinopawo nyika iyoyo kuzvizvarwa zvako zvichauya.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 nyika yandakapa Abrahama naIsaka, ndicakupa iyo; ʋana ʋako ʋanokuteʋera ndicaʋapa nyika iyo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 nyika yandakapa Abhurahamu naIsaka, ndichakupa iyoyo; vana vako vanokutevera ndichavapa nyika iyoyo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Nyika yandakanga ndapa Abhurahamu naIsaki ndinokupa iwe, ndinopawo nyika iyoyo kuzvizvarwa zvako zvichauya.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 Nyika yandakanga ndapa Abhurahamu naIsaki ndinokupa iwe, ndinopawo nyika iyoyo kuzvizvarwa zvako zvichauya.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Nyika yandakapa Abhurahama naIsaka ndinoipawo kwauri, uye ndichapa nyika ino kuzvizvarwa zvako zvinokutevera.” See the chapter |