Online Bible

- Advertisements -

Genesi 35:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Mwari akamutizve, “Ndini iye Aripagomo. Bereka vana, muwande. Mumhuri yako muchabuda ndudzi dzavanhu muchabudawo madzimambo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ɀino Mŋari akati kwaari: Ndini Mŋari wamasimba ose; ɓereka ʋana, uwande; rudzi neɓoka rendudzi ɀicaɓuɗa kwauri, namadzishe acaɓuɗa paciʋuno cako;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Zvino Mwari akati kwaari, “Ndini Mwari waMasimbaose; bereka vana, uwande; rudzi neboka rendudzi zvichabuda kwauri, namadzishe achabuda pachiuno chako;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Mwari akamutizve, “Ndini iye Aripagomo. Bereka vana, muwande. Mumhuri yako muchabuda ndudzi dzavanhu muchabudawo madzimambo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Mwari akamutizve, “Ndini iye Aripagomo. Bereka vana, muwande. Mumhuri yako muchabuda ndudzi dzavanhu muchabudawo madzimambo.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Uye Mwari akati kwaari, “Ndini Mwari Wamasimba Ose; berekanai muwande. Rudzi neboka rendudzi zvichabva kwauri, uye madzimambo achabuda kubva mauri.

See the chapter Copy

Genesi 35:11

Follow us:

Advertisements

Advertisements