Online Bible

- Advertisements -

Genesi 34:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Jakobho akati kuna Simeoni naRevhi, “Mandipa nhamo mandiparira moto muziso. Iye zvino vanhu vomunyika ino, vaKanani nevaPerizi vachandivenga. Ini ndinongova navanhu vashoma. Kana vakandikomberana vachandiparadza, ini nemhuri yangu.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Ipapo Jakobo akati kunaSimeoni naRevi: Manditorera mufaro, ɀamandinhuwisa pakati paʋanhu ʋanogara munyika ino, pakati paʋaKanani naʋaPeresi; ini ɀandinaʋanhu ʋashoma, ʋacandiʋuŋganira, ʋakandiʋuraya; ndicaparadzwa ini naʋeimba yaŋgu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

30 Ipapo Jakobho akati kuna Simeoni naRevhi, “Manditorera mufaro, zvamandinhuwisa pakati pavanhu vanogara munyika ino, pakati pavaKenani navaPerezi; ini zvandiine vanhu vashoma, vachandiunganira, vakandiuraya; ndichaparadzwa ini neveimba yangu.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Jakobho akati kuna Simeoni naRevhi, “Mandipa nhamo mandiparira moto muziso. Iye zvino vanhu vomunyika ino, vaKanani nevaPerizi vachandivenga. Ini ndinongova navanhu vashoma. Kana vakandikomberana vachandiparadza, ini nemhuri yangu.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Jakobho akati kuna Simeoni naRevhi, “Mandipa nhamo mandiparira moto muziso. Iye zvino vanhu vomunyika ino, vaKanani nevaPerizi vachandivenga. Ini ndinongova navanhu vashoma. Kana vakandikomberana vachandiparadza, ini nemhuri yangu.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 Ipapo Jakobho akati kuna Simeoni naRevhi, “Mandiparira dambudziko mukandiita chinhu chinonhuhwa kuvaKenani navaPerizi, vanhu vagere munyika muno. Tiri vashoma isu, uye kana vakandikomberana uye vakarwa neni, ini nemhuri yangu tichaparadzwa.”

See the chapter Copy

Genesi 34:30

Follow us:

Advertisements

Advertisements