Online Bible

- Advertisements -

Genesi 34:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Vakauraya namapakatwa Hamori nomwana wake Shikemu, ndokubva vatora Dhina mumba maShikemu, vakaenda naye.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Ʋakaʋuraya naHamori naShekemi, mŋanakomana wake, neminondo inopinza, ʋakatora Dina mumba maShekemi, ʋakaenda.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Vakauraya Hamori naShekemu, mwanakomana wake, neminondo inopinza, vakatora Dhina mumba maShekemu, vakaenda.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Vakauraya namapakatwa Hamori nomwana wake Shikemu, ndokubva vatora Dhina mumba maShikemu, vakaenda naye.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Vakauraya namapakatwa Hamori nomwana wake Shikemu, ndokubva vatora Dhina mumba maShikemu, vakaenda naye.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Vakauraya Hamori nomwanakomana wake nomunondo uye vakatora hanzvadzi yavo Dhaina kubva mumba maShekemu vakaenda.

See the chapter Copy

Genesi 34:26

Follow us:

Advertisements

Advertisements