Genesi 34:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Kuti vanhu ava vabvume kugara nesu tichiva rudzi rumwe chete navo ndokunge vanhurume vedu vose vabvuma kudzingiswa sezvavakaita. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Asi ʋanhu aʋa ʋacatenderana nesu kugara nesu, nokuita saʋanhu ʋamŋe nesu, kwoga kana ticiita cinhu ici, kuti ʋarume ʋose kwatiri ʋadziŋgiswe, seɀaʋakadziŋgiswa iʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Asi vanhu ava vachatenderana nesu kugara nesu, nokuita savanhu vamwe nesu, kwoga kana tichiita chinhu ichi, kuti varume vose kwatiri vadzingiswe, sezvavakadzingiswa ivo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Kuti vanhu ava vabvume kugara nesu tichiva rudzi rumwe chete navo ndokunge vanhurume vedu vose vabvuma kudzingiswa sezvavakaita. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Kuti vanhu ava vabvume kugara nesu tichiva rudzi rumwe chete navo ndokunge vanhurume vedu vose vabvuma kudzingiswa sezvavakaita. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Asi varume vachatenderana nesu kuti tive savanhu vamwe nechinhu chimwe bedzi, chokuti vanhurume vedu vadzingiswe, sezvavari ivo. See the chapter |