Genesi 34:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 “Vanhu ava vagere nesu zvakanaka kwazvo, dai vagara zvavo munyika ino vachiita zvavo mhindu dzinovawanisa mari nokuti tarisai muone nyika ihuru iyi. Ngatirooreranei navo, ivo vatore vanasikana vedu isu tichivapawo vedu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ʋanhu aʋa ʋanorugare nesu; naiɀoɀo ŋgaʋagare haʋo munyika ino, ʋashambadzire’mo; nokuti tarirai nyika inoʋariŋgana; ŋgatitore ʋakunda ʋaʋo ʋaʋe ʋakadzi ʋeɗu, nesu tiʋape ʋakunda ʋeɗu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 “Vanhu ava vane rugare nesu; naizvozvo ngavagare havo munyika ino, vashambadziremo; nokuti tarirai nyika inovaringana; ngatitore vakunda vavo vave vakadzi vedu, nesu tivape vakunda vedu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 “Vanhu ava vagere nesu zvakanaka kwazvo, dai vagara zvavo munyika ino vachiita zvavo mhindu dzinovawanisa mari nokuti tarisai muone nyika ihuru iyi. Ngatirooreranei navo, ivo vatore vanasikana vedu isu tichivapawo vedu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 “Vanhu ava vagere nesu zvakanaka kwazvo, dai vagara zvavo munyika ino vachiita zvavo mhindu dzinovawanisa mari nokuti tarisai muone nyika ihuru iyi. Ngatirooreranei navo, ivo vatore vanasikana vedu isu tichivapawo vedu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Vakati, “Vanhu ava vakanaka kwazvo kwatiri. Ngavagare munyika yedu uye vashambadzire mairi; nyika yakakura kwazvo kwavari. Tinogona kuwana vanasikana vavo uye ivo vanogona kuwana veduwo. See the chapter |