Online Bible

- Advertisements -

Genesi 34:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Nezvo Hamori nomwana wake Shikemu vakaenda kudare ravanhu kusuo guru reguta ravo vakandotaurirana navanhu vemo vachiti,

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Ɀino Hamori naShekemi, mŋanakomana wake, ʋakaʋuya kusuʋo reguta raʋo, ʋakataurirana naʋanhu ʋeguta raʋo, ʋakati:

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Zvino Hamori naShekemu, mwanakomana wake, vakauya kusuo reguta ravo, vakataurirana navanhu veguta ravo vakati,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Nezvo Hamori nomwana wake Shikemu vakaenda kudare ravanhu kusuo guru reguta ravo vakandotaurirana navanhu vemo vachiti,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Nezvo Hamori nomwana wake Shikemu vakaenda kudare ravanhu kusuo guru reguta ravo vakandotaurirana navanhu vemo vachiti,

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Saka Hamori nomwanakomana wake Shekemu vakaenda kusuo reguta ravo kuti vandotaura navamwe varume vomuguta ravo.

See the chapter Copy

Genesi 34:20

Follow us:

Advertisements

Advertisements