Genesi 34:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Ipapo Shikemu mwanakomana waHamori wechiHivhi aiva muchinda wenyika iyoyo akamuona ndokumufumura nokumubata chibharo kwaakaita. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ipapo Shekemi, mŋanakomana waHamori, muHivi, mucinda wenyika, wakamuʋona; akamutora, akaʋata naye, akamunyadza. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Ipapo Shekemu, mwanakomana waHamori, muHivhi, muchinda wenyika, akamuona; akamutora, akavata naye, akamunyadza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Ipapo Shikemu mwanakomana waHamori wechiHivhi aiva muchinda wenyika iyoyo akamuona ndokumufumura nokumubata chibharo kwaakaita. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Ipapo Shikemu mwanakomana waHamori wechiHivhi aiva muchinda wenyika iyoyo akamuona ndokumufumura nokumubata chibharo kwaakaita. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Shekemu mwanakomana waHamori muHivhi, mutongi wenzvimbo iyo, akati amuona, akamumanikidza akavata naye, uye akamunyadza. See the chapter |