Genesi 34:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Jaya irori harina kumboita chinono chokuzviita nokuti raida chaizvo mwana waJakobho. Shikemu aiva mukuru mukuru mumhuri yababa vake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Jaya harina‐kunonoka kuita cinhu ico, nokuti wakaŋga acifarira mukunda waJakobo; naiye wakaŋga acikudzwa kupfuʋura ʋose ʋeimba yose yaɓaɓa ʋake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 Jaya harina kunonoka kuita chinhu ichocho, nokuti akanga achifarira mukunda waJakobho; naiye akanga achikudzwa kupfuura vose veimba yose yababa vake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Jaya irori harina kumboita chinono chokuzviita nokuti raida chaizvo mwana waJakobho. Shikemu aiva mukuru mukuru mumhuri yababa vake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 Jaya irori harina kumboita chinono chokuzviita nokuti raida chaizvo mwana waJakobho. Shikemu aiva mukuru mukuru mumhuri yababa vake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Jaya iri raikudzwa zvikuru pakati pemhuri yose yababa varo, harina kunonoka kuita zvavakareva, nokuti akanga achifadzwa nomwanasikana waJakobho. See the chapter |