Online Bible

- Advertisements -

Genesi 34:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Asi, kana maramba kuteerera zvatareva zvokudzingiswa izvi, tichatora mwana wedu, tobva taenda zvedu.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Kana musiŋgatitereri, kuti mudziŋgiswe, ticatora mukunda weɗu, tikabva.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Kana musingatitereri, kuti mudzingiswe, tichatora mukunda wedu, tikabva.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Asi, kana maramba kuteerera zvatareva zvokudzingiswa izvi, tichatora mwana wedu, tobva taenda zvedu.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Asi, kana maramba kuteerera zvatareva zvokudzingiswa izvi, tichatora mwana wedu, tobva taenda zvedu.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Asi kana musingadi kudzingiswa, isu tichatora hanzvadzi yedu tigoenda.”

See the chapter Copy

Genesi 34:17

Follow us:

Advertisements

Advertisements