Genesi 34:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Kana matodaro ndopatingazokupai vanasikana vedu, isuwo tichitora vanasikana venyu. Ndopatingazogara pamwechete tichiva rudzi rumwe chete. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 ipapo isu ticakupai ʋakunda ʋeɗu, nesu ʋo ticatora ʋakunda ʋenyu; tigare nemi, tiʋe saʋanhu ʋamŋe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 ipapo isu tichakupai vakunda vedu, nesuo tichatora vakunda venyu; tigare nemi, tive savanhu vamwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Kana matodaro ndopatingazokupai vanasikana vedu, isuwo tichitora vanasikana venyu. Ndopatingazogara pamwechete tichiva rudzi rumwe chete. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Kana matodaro ndopatingazokupai vanasikana vedu, isuwo tichitora vanasikana venyu. Ndopatingazogara pamwechete tichiva rudzi rumwe chete. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Ipapo tichakupai vanasikana vedu uye tigozvitorerawo vanasikana venyu. Tichagara pakati penyu tigova vanhu vamwe nemi. See the chapter |