Online Bible

- Advertisements -

Genesi 34:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Vakavati, “Hatingabvume zvakadaro, zvokupa hanzvadzi yedu kumunhu asina kudzingiswa nokuti chinhu chinoshoreka kwatiri.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 ʋakati kwaʋari: Hatiŋgagoni kuita cinhu ici, kuti tipe munhu usina‐kudziŋgiswa hanɀadzi yeɗu, nokuti iɀeɀo ɀiŋgatinyadza;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

14 vakati kwavari, “Hatingagoni kuita chinhu ichi, kuti tipe munhu asina kudzingiswa hanzvadzi yedu, nokuti izvozvi zvingatinyadza;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Vakavati, “Hatingabvume zvakadaro, zvokupa hanzvadzi yedu kumunhu asina kudzingiswa nokuti chinhu chinoshoreka kwatiri.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Vakavati, “Hatingabvume zvakadaro, zvokupa hanzvadzi yedu kumunhu asina kudzingiswa nokuti chinhu chinoshoreka kwatiri.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Vakati kwaari, “Hatingaiti chinhu chakadaro; hatigoni kupa hanzvadzi yedu kumurume asina kudzingiswa. Chingava chinyadziso kwatiri ichocho.

See the chapter Copy

Genesi 34:14

Follow us:

Advertisements

Advertisements