Genesi 34:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Vana vaJakobho vakapindura Shikemu nababa vake Hamori vachivaita zvokunyengedza nokuti akanga akanganisa hanzvadzi yavo Dhina. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ipapo ʋana ʋaJakobo ʋakapindura Shekemi naHamori, ɓaɓa ʋake, nokunyeŋgera, ʋakataura nokuti wakaŋga acinya hanɀadzi yaʋo Dina, See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Ipapo vana vaJakobho vakapindura Shekemu naHamori, baba vake, nokunyengera, vakataura nokuti akanga achinya hanzvadzi yavo Dhina, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Vana vaJakobho vakapindura Shikemu nababa vake Hamori vachivaita zvokunyengedza nokuti akanga akanganisa hanzvadzi yavo Dhina. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Vana vaJakobho vakapindura Shikemu nababa vake Hamori vachivaita zvokunyengedza nokuti akanga akanganisa hanzvadzi yavo Dhina. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Nokuda kwokuti hanzvadzi yavo Dhaina yakanga yasvibiswa vanakomana vaJakobho vakapindura nokunyengera pakutaura kwavo kuna Shekemu nababa vake Hamori. See the chapter |