Genesi 34:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Revai zvenyu roora pamunodira nezvirehwarehwa ndinokupai sokutaura kwamunenge maita, chandinongoda chete kuti mundipe musikana iyeyu kuti ave mukadzi wangu.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Kumbirai henyu kwandiri roʋoro huru necipo cikuru; ɀamunoreʋa kwandiri ndicakupai; asi ndipei musikana aʋe mukadzi waŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 Kumbirai henyu kwandiri roora guru nechipo chikuru; zvamunoreva kwandiri ndichakupai; asi ndipei musikana ave mukadzi wangu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Revai zvenyu roora pamunodira nezvirehwarehwa ndinokupai sokutaura kwamunenge maita, chandinongoda chete kuti mundipe musikana iyeyu kuti ave mukadzi wangu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 Revai zvenyu roora pamunodira nezvirehwarehwa ndinokupai sokutaura kwamunenge maita, chandinongoda chete kuti mundipe musikana iyeyu kuti ave mukadzi wangu.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Revai henyu roora romwenga uye ndichakupai chipo chikuru sezvamunoda, uye zvose zvamuchareva kwandiri ndicharipa hangu. Ndipei bedzi musikana ave mukadzi wangu.” See the chapter |