Genesi 34:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Shikemu akataurirana nababa vaDhina nehanzvadzi dzake achiti, “Kana mafadzwa nechikumbiro changu ndinokupai zvose zvamunenge mareva. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ipapo Shekemi akati kunaɓaɓa ʋake nokuhanɀadzi dzake: Ndiwane haŋgu nyasha kwamuri; ɀamunoreʋa kwandiri, ndicakupai. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Ipapo Shekemu akati kuna baba vake nokuhanzvadzi dzake, “Ndiwane hangu nyasha kwamuri; zvamunoreva kwandiri, ndichakupai. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Shikemu akataurirana nababa vaDhina nehanzvadzi dzake achiti, “Kana mafadzwa nechikumbiro changu ndinokupai zvose zvamunenge mareva. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Shikemu akataurirana nababa vaDhina nehanzvadzi dzake achiti, “Kana mafadzwa nechikumbiro changu ndinokupai zvose zvamunenge mareva. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Ipapo Shekemu akati kuna baba vaDhaina nokuhanzvadzi dzake, “Regai ndiwane nyasha pamberi penyu, uye ndichakupai zvose zvamunoda. See the chapter |