Genesi 33:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Akatungamidza varanda vaye navana vavo pamberi, vachiteverwa naRea navana vake, kuchizouya Rakeri naJosefi kwokupedzesera. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Akaisa ʋarandakadzi naʋana ʋaʋo mberi, Rea naʋana ʋake shure kwaʋo, naRakeri naJosefa pakupedzisira. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Akaisa varandakadzi navana vavo mberi, Rea navana vake shure kwavo, naRakeri naJosefa pakupedzisira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Akatungamidza varanda vaye navana vavo pamberi, vachiteverwa naRea navana vake, kuchizouya Rakeri naJosefi kwokupedzesera. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Akatungamidza varanda vaye navana vavo pamberi, vachiteverwa naRea navana vake, kuchizouya Rakeri naJosefi kwokupedzesera. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Akaisa varandakadzi navana vavo pamberi, Rea navana vake vachitevera, uye Rakeri naJosefa mumashure. See the chapter |