Genesi 33:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Jakobho akatenga katunhu ikako kaakadzika matendhe ake kuna Hamori baba waShikemu. Akabvisa zana remari yamapesita yesirivha. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Akateŋga rutiʋi rwenyika, paakaŋga apetenura tente rake, kuʋana ʋaHamori, ɓaɓa ʋaShekemi, nezana remari. See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 Akatenga rutivi rwenyika, paakanga apetenura tende rake, kuvana vaHamori, baba vaShekemu, nezana remari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Jakobho akatenga katunhu ikako kaakadzika matendhe ake kuna Hamori baba waShikemu. Akabvisa zana remari yamapesita yesirivha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 Jakobho akatenga katunhu ikako kaakadzika matendhe ake kuna Hamori baba waShikemu. Akabvisa zana remari yamapesita yesirivha. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Akatenga nzvimbo yaakadzika matende ake kubva kuvanakomana vaHamori, baba vaShekemu nezana resirivha. See the chapter |