Genesi 33:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Esau ndokuti, “Kana zvakadaro rega ndikusiyire vamwe varume vandinavo.” Jakobho akati, “Ko munenge muchadarirei nhai changamire? Inga mandiitira mwoyo munyoro wani.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Esau akati: Ɀino ŋgandisiye kwauri ʋamŋe ʋanhu ʋandinaʋo. Iye akati: Mucaitireiko kuɗaro — Ndiwane haŋgu nyasha kunashe waŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Esau akati, “Zvino ngandisiye kwauri vamwe vanhu vandinavo.” Iye akati, “Muchaitireiko kudaro? Ndiwane hangu nyasha kuna ishe wangu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Esau ndokuti, “Kana zvakadaro rega ndikusiyire vamwe varume vandinavo.” Jakobho akati, “Ko munenge muchadarirei nhai changamire? Inga mandiitira mwoyo munyoro wani.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Esau ndokuti, “Kana zvakadaro rega ndikusiyire vamwe varume vandinavo.” Jakobho akati, “Ko munenge muchadarirei nhai changamire? Inga mandiitira mwoyo munyoro wani.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Esau akati, “Zvino chirega ndisiye vamwe vanhu vangu newe.” Jakobho akabvunza akati, “Asi mungaitireiko izvozvo? Regai ndiwane nyasha pamberi pashe wangu bedzi.” See the chapter |