Genesi 33:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Zvino dai mukatungamira zvenyu pamberi pomuranda wenyu changamire. Ini ndichatevera zvangu zvishoma nezvishoma kudzamara ndasvika kwamuri kuSeiri sokufamba kwezvipfuwo zvandiri kutinha izvi nokufambawo kwavana, changamire.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ishe waŋgu ŋgaapinde hake mberi kwomuranda wake; ini ndicanatso‐ɀisesedza seɀaɀinogona kufamba, iɀi ɀipfuwo ɀiri pamberi paŋgu, naʋana seɀaʋanogona kufamba, kudzimana ndaȿika kunashe waŋgu paSeiri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Ishe wangu ngaapinde hake mberi kwomuranda wake; ini ndichanyatsozvisesedza sezvazvinogona kufamba, izvo zvipfuwo zviri pamberi pangu, navana sezvavanogona kufamba, kudzimara ndasvika kuna ishe wangu paSeiri.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Zvino dai mukatungamira zvenyu pamberi pomuranda wenyu changamire. Ini ndichatevera zvangu zvishoma nezvishoma kudzamara ndasvika kwamuri kuSeiri sokufamba kwezvipfuwo zvandiri kutinha izvi nokufambawo kwavana, changamire.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Zvino dai mukatungamira zvenyu pamberi pomuranda wenyu changamire. Ini ndichatevera zvangu zvishoma nezvishoma kudzamara ndasvika kwamuri kuSeiri sokufamba kwezvipfuwo zvandiri kutinha izvi nokufambawo kwavana, changamire.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Saka ishe wangu ngaatungamire hake mberi kwomuranda wake, ini ndichifamba hangu zvishoma zvishoma nenhambwe dzinoenderana nezvipfuwo zviri mberi kwangu, uyewo zvinoenderana navana, kudzamara ndasvika kuna she wangu kuSeiri.” See the chapter |