Online Bible

- Advertisements -

Genesi 33:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Asi Jakobho akamuti, “Changamire munoziva kuti vapwere havana kusimba. Uye ndinotyirawo hwai nemombe dzandinadzo dziri kuyamwisa. Kana zvikanyanya kumhanyiswa kwezuva rimwechete zvaro matanga ose ezvipfuwo zvinopera kufa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Iye akati kwaari: Ishe waŋgu unoziʋa kuti ʋana ʋaciri ʋaɗuku, ʋuye kuti makwai neŋombe ɀandinaɀo ɀinomŋisa; kana ʋakaɀitinhisa zuʋa rimŋe, ɀipfuwo ɀose ɀicafa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Iye akati kwaari, “Ishe wangu anoziva kuti vana vachiri vaduku, uye kuti makwai nemombe zvandinazvo zvinoyamwisa; kana vakazvitinhisa zuva rimwe, zvipfuwo zvose zvichafa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Asi Jakobho akamuti, “Changamire munoziva kuti vapwere havana kusimba. Uye ndinotyirawo hwai nemombe dzandinadzo dziri kuyamwisa. Kana zvikanyanya kumhanyiswa kwezuva rimwechete zvaro matanga ose ezvipfuwo zvinopera kufa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Asi Jakobho akamuti, “Changamire munoziva kuti vapwere havana kusimba. Uye ndinotyirawo hwai nemombe dzandinadzo dziri kuyamwisa. Kana zvikanyanya kumhanyiswa kwezuva rimwechete zvaro matanga ose ezvipfuwo zvinopera kufa.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Asi Jakobho akati kwaari, “Ishe wangu anoziva kuti vana vachiri vaduku uye kuti ndinofanira kuchengetedza makwai nemombe dziri kunwisa. Kana zvikanyanya kutinhwa nezuva rimwe chete, zvingazofa.

See the chapter Copy

Genesi 33:13

Follow us:

Advertisements

Advertisements