Genesi 33:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Gamuchirai zvenyu zvipo zvandakuigirai nokuti Mwari akaita zvokundiwodzvorera kwazvo. Chinondipa kudaro ndechokuti ndine zvose.” Akaramba achimunyengetedza kusvikira azvigamuchira. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Gamucirai henyu cipo caŋgu camunopiwa; nokuti Mŋari wakandiitira nyasha, ndineɀizhinji. Akamugwaririra, akazocitora. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Gamuchirai henyu chipo changu chamunopiwa; nokuti Mwari akandiitira nyasha, ndine zvizhinji.” Akamugwaririra, akazochitora. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Gamuchirai zvenyu zvipo zvandakuigirai nokuti Mwari akaita zvokundiwodzvorera kwazvo. Chinondipa kudaro ndechokuti ndine zvose.” Akaramba achimunyengetedza kusvikira azvigamuchira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Gamuchirai zvenyu zvipo zvandakuigirai nokuti Mwari akaita zvokundiwodzvorera kwazvo. Chinondipa kudaro ndechokuti ndine zvose.” Akaramba achimunyengetedza kusvikira azvigamuchira. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Ndapota, gamuchirai chipo chandakuvigirai, nokuti Mwari akandiitira nyasha uye ndine zvose zvandinoda.” Uye nokuda kwokuti Jakobho akaramba achimugombedzera, Esau akazochigamuchira. See the chapter |