Genesi 33:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Jakobho akatarisa akaona Esau achiuya namazana mana avarume. Akakamura vana vake achiti Rea navake, Rakeri navake, varanda vechikadzi vaye vaviri navavowo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Jakobo akasimudza meso ake, akatarira, akaʋona Esau aciʋuya anaʋarume ʋanamazana manna. Akagoʋera ʋana kunaRakeri naRea naʋarandakadzi ʋaʋiri. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Jakobho akasimudza meso ake, akatarira, akaona Esau achiuya ana varume vana mazana mana. Akagovera vana kuna Rakeri naRea navarandakadzi vaviri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Jakobho akatarisa akaona Esau achiuya namazana mana avarume. Akakamura vana vake achiti Rea navake, Rakeri navake, varanda vechikadzi vaye vaviri navavowo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Jakobho akatarisa akaona Esau achiuya namazana mana avarume. Akakamura vana vake achiti Rea navake, Rakeri navake, varanda vechikadzi vaye vaviri navavowo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Jakobho akasimudza meso ake ndokuona hoyo Esau, achiuya ana varume mazana mana; saka akaparadzanisa vana pakati paRea naRakeri navarandakadzi vaviri. See the chapter |