Genesi 32:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Nhume idzi padzakadzokera kuna Jakobho dzakamutaurira kuti, “Takasvika kune mukoma wenyu, Esau. Zvino naiyewo ava munzira namazana mana avarume kuzosangana nemi.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Nhume dzikadzokera kunaJakobo, dzikati: Takandoȿika kumukuru wenyu Esau; naiye unoʋuya kuzosoŋgana nemi anaʋarume ʋanamazana manna. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Nhume dzikadzokera kuna Jakobho, dzikati, “Takandosvika kumukuru wenyu Esau; naiye anouya kuzosangana nemi ana varume vana mazana mana.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Nhume idzi padzakadzokera kuna Jakobho dzakamutaurira kuti, “Takasvika kune mukoma wenyu, Esau. Zvino naiyewo ava munzira namazana mana avarume kuzosangana nemi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Nhume idzi padzakadzokera kuna Jakobho dzakamutaurira kuti, “Takasvika kune mukoma wenyu, Esau. Zvino naiyewo ava munzira namazana mana avarume kuzosangana nemi.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Nhume dzakati dzadzoka kuna Jakobho, dzakati kwaari, “Takaenda kumukoma wenyu Esau, uye ari kuuya zvino kuzosangana nemi, uye ana varume mazana mana.” See the chapter |