Online Bible

- Advertisements -

Genesi 32:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Ndava nemombe namadhongi nehwai nembudzi, navaranda vechikadzi nevechirume. Zvino ndatuma nhume kunemi changamire wangu kuti mundiitire tsiye nyoro.’ ”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 ndineŋombe, nemboŋgoro, namakwai, naʋaranda, naʋarandakadzi; ndatuma ʋanhu kuzoʋudza ishe waŋgu iɀeɀi, kuti ndiwane nyasha pamberi penyu

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

5 ndine mombe, nembongoro, namakwai, navaranda, navarandakadzi; ndatuma vanhu kuzoudza ishe wangu izvozvi, kuti ndiwane nyasha pamberi penyu.’ ”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Ndava nemombe namadhongi nehwai nembudzi, navaranda vechikadzi nevechirume. Zvino ndatuma nhume kunemi changamire wangu kuti mundiitire tsiye nyoro.’ ”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Ndava nemombe namadhongi nehwai nembudzi, navaranda vechikadzi nevechirume. Zvino ndatuma nhume kunemi changamire wangu kuti mundiitire tsiye nyoro.’ ”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Ndine mombe nembongoro, makwai nembudzi, varandarume navarandakadzi. Zvino ndiri kutuma shoko iri kuna she wangu, kuti ndiwane nyasha pamberi penyu.’ ”

See the chapter Copy

Genesi 32:5

Follow us:

Advertisements

Advertisements