Online Bible

- Advertisements -

Genesi 32:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Jakobho ndokubva apatumidza zita rokuti Penueri achiti, “Ndaonana naMwari uso nouso, asi ndaramba ndiri mupenyu!”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Ɀino Jakobo akatumidza nɀimbo iyo zita rinonzi Penieri; nokuti wakati: Ndakaʋonana naMŋari, ʋupenyu bgaŋgu ʋukaceŋgetwa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

30 Zvino Jakobho akatumidza nzvimbo iyoyo zita rinonzi Penieri; nokuti akati, “Ndakaonana naMwari, upenyu hwangu hukachengetwa.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Jakobho ndokubva apatumidza zita rokuti Penueri achiti, “Ndaonana naMwari uso nouso, asi ndaramba ndiri mupenyu!”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Jakobho ndokubva apatumidza zita rokuti Penueri achiti, “Ndaonana naMwari uso nouso, asi ndaramba ndiri mupenyu!”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 Saka Jakobho akatumidza nzvimbo iyo zita rokuti Penieri, akati, “Nokuti ndaona Mwari chiso nechiso, asi handina kufa.”

See the chapter Copy

Genesi 32:30

Follow us:

Advertisements

Advertisements