Genesi 32:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Murume uyu ndokuti, “Zita rako harichanzi Jakobho, rava kunzi Isiraeri nokuti wakakwikwidzana naMwari navanhu ukakunda.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Akati: Zita rako haricazonzi Jakobo, asi Israeri; nokuti wakarwa naMŋari naʋanhu, ukakunda. See the chapterShona Bible 1949 revised 200228 Akati, “Zita rako harichazonzi Jakobho, asi Isiraeri; nokuti wakarwa naMwari navanhu, ukakunda.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Murume uyu ndokuti, “Zita rako harichanzi Jakobho, rava kunzi Isiraeri nokuti wakakwikwidzana naMwari navanhu ukakunda.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona28 Murume uyu ndokuti, “Zita rako harichanzi Jakobho, rava kunzi Isiraeri nokuti wakakwikwidzana naMwari navanhu ukakunda.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Ipapo murume uya akati, “Zita rako harichazonzi Jakobho, asi Israeri, nokuti wakarwa naMwari uye nomunhu ukakunda.” See the chapter |