Genesi 32:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Murume uyu ndokuti, “Chindirega ndiende! Utonga hwatsvuka!” Asi Jakobho akati, “Handikurege uchienda kunze kwokunge wandikomborera!” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Iye akati: Cindirega ndiende, nokuti ʋutoŋga bgotȿuka. Iye akati: Handiŋgakuregiyi kuti muende, musati mandiropafadza. See the chapterShona Bible 1949 revised 200226 Iye akati, “Chindirega ndiende, nokuti utonga hwotsvuka.” Iye akati, “Handingakuregei kuti muende, musati mandiropafadza.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Murume uyu ndokuti, “Chindirega ndiende! Utonga hwatsvuka!” Asi Jakobho akati, “Handikurege uchienda kunze kwokunge wandikomborera!” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona26 Murume uyu ndokuti, “Chindirega ndiende! Utonga hwatsvuka!” Asi Jakobho akati, “Handikurege uchienda kunze kwokunge wandikomborera!” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Ipapo murume uya akati, “Ndirege ndiende, nokuti utonga hwatsvuka.” Asi Jakobho akapindura akati, “Handingatongokuregei muchienda kusvikira mandiropafadza.” See the chapter |