Genesi 32:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Murume uyu paakaona kuti atadza kukurira Jakobho akamurova nechepahudyu, hudyu yake ikasvodogoka. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino wakati aciʋona kuti haagoni kumukunda, akamuɓata pahudyu, hudyu ikaniŋguka nemitsimba naye. See the chapterShona Bible 1949 revised 200225 Zvino akati achiona kuti haagoni kumukunda, akamubata pahudyu, hudyu ikatyoka nemitsimba naye. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Murume uyu paakaona kuti atadza kukurira Jakobho akamurova nechepahudyu, hudyu yake ikasvodogoka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona25 Murume uyu paakaona kuti atadza kukurira Jakobho akamurova nechepahudyu, hudyu yake ikasvodogoka. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Murume uye paakaona kuti akanga asingagoni kumukunda, akabata pahudyu yaJakobho zvokuti hudyu yakashodogoka paakanga achiita mutsimba nomunhu uyu. See the chapter |