Online Bible

- Advertisements -

Genesi 32:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Akarayirawo boka rechipiri nerechitatu navose vaitevera mapoka achiti, “Kana mukasangana naEsau muudzei zvimwechetezvo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 akaraira ʋo wecipiri nowecitatu, naʋose ʋakaŋga ʋaciteʋera mapoka, akati: Kana mukamuwana Esau, mutaure kwaari muciɗaro;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

19 akarairawo wechipiri newechitatu, navose vakanga vachitevera mapoka, akati, “Kana mukamuwana Esau, mutaure kwaari muchidaro;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Akarayirawo boka rechipiri nerechitatu navose vaitevera mapoka achiti, “Kana mukasangana naEsau muudzei zvimwechetezvo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Akarayirawo boka rechipiri nerechitatu navose vaitevera mapoka achiti, “Kana mukasangana naEsau muudzei zvimwechetezvo.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Akarayirawo wechipiri, wechitatu uye navamwe vose vaitevera mapoka achiti, “Munofanira kutaura chinhu chimwe chete kuna Esau pamunosangana naye.

See the chapter Copy

Genesi 32:19

Follow us:

Advertisements

Advertisements