Genesi 32:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Akarayira veboka repamberimberi achiti, “Kana mukoma wangu Esau akasangana nemi akakubvunzai achiti, ‘Muri vekwaani? Ko muri kuenda kupiko? Zvamuri kutinha ndezvaani?’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Akaraira wokutaŋga, akati: Kana Esau, mukuru waŋgu, akasoŋgana newe, akabvunza, aciti: Uri munhu waaniko — Unoendepiko — Iɀi ɀiri pamberi pako ndeɀaani? See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Akaraira wokutanga, akati, “Kana Esau, mukuru wangu, akasangana newe, akabvunza, achiti, ‘Uri munhu waaniko? Unoendepiko? Izvi zviri pamberi pako ndezvaani?’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Akarayira veboka repamberimberi achiti, “Kana mukoma wangu Esau akasangana nemi akakubvunzai achiti, ‘Muri vekwaani? Ko muri kuenda kupiko? Zvamuri kutinha ndezvaani?’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Akarayira veboka repamberimberi achiti, “Kana mukoma wangu Esau akasangana nemi akakubvunzai achiti, ‘Muri vekwaani? Ko muri kuenda kupiko? Zvamuri kutinha ndezvaani?’ See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Akarayira uya akanga achitungamirira akati, “Mukoma wangu Esau paanosangana nemi uye akakubvunza achiti, ‘Uri waaniko iwe, uye uri kuendepi, uye pfuma yose iri mberi kwako ndeyani?’ See the chapter |