Genesi 32:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 chamazana maviri enhunzvi dzembudzi, namakumi maviri emakotora, namazana maviri enhunzvi dzehwai, namakumi maviri ehondohwe, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 ɀaiti: Nhunɀi dzembudzi dzinamazana maʋiri, nenhoŋgo dzinamakumi maʋiri, namatunɀi amakwai anamazana maʋiri, namakondobge anamakumi maʋiri, See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 zvaiti: Nhunzvi dzembudzi dzina mazana maviri, nenhongo dzina makumi maviri, namatunzvi amakwai ana mazana maviri, namakondohwe ana makumi maviri, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 chamazana maviri enhunzvi dzembudzi, namakumi maviri emakotora, namazana maviri enhunzvi dzehwai, namakumi maviri ehondohwe, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 chamazana maviri enhunzvi dzembudzi, namakumi maviri emakotora, namazana maviri enhunzvi dzehwai, namakumi maviri ehondohwe, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 mazana maviri enhunzvi dzemakwai namakumi maviri enhongo dzembudzi, mazana maviri amatunzvi amakwai namakondobwe makumi maviri, See the chapter |