Online Bible

- Advertisements -

Genesi 32:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Ndimi makambonditsidzira muchiti, ‘Ndichaita kuti zvinhu zvikufambire zvakanaka. Ndichakupa vana vakawanda sejecha regungwa vasingaverengeki nokuwanda kwavo.’ ”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ndimi makati: Ɀirokwaɀo ndicakuitira ɀakanaka, ndicaita ʋo rudzi rwako sejeca reguŋgwa, risiŋgagoni kuʋereŋgwa nokuwanda kwaro.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Ndimi makati, ‘Zvirokwazvo ndichakuitira zvakanaka, ndichaitawo rudzi rwako sejecha regungwa, risingagoni kuverengwa nokuwanda kwaro.’ ”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Ndimi makambonditsidzira muchiti, ‘Ndichaita kuti zvinhu zvikufambire zvakanaka. Ndichakupa vana vakawanda sejecha regungwa vasingaverengeki nokuwanda kwavo.’ ”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Ndimi makambonditsidzira muchiti, ‘Ndichaita kuti zvinhu zvikufambire zvakanaka. Ndichakupa vana vakawanda sejecha regungwa vasingaverengeki nokuwanda kwavo.’ ”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Asi imi makati, ‘Zvirokwazvo ndichaita kuti ubudirire uye kuti zvizvarwa zvako zvive sejecha regungwa, risingagoni kuverengwa.’ ”

See the chapter Copy

Genesi 32:12

Follow us:

Advertisements

Advertisements