Genesi 32:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Ndapota ndinunureiwo mumaoko emukoma wangu Esau. Ndava kutya ini kuti angauye akatiuraya tose akauraya madzimai navana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ƌondirwirai paruʋoko rwomukuru waŋgu, paruʋoko rwaEsau; nokuti ndinomutya, kuti ucaʋuya akandiparadza ini, namai, pamŋe cete naʋana. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Dondirwirai paruoko rwomukuru wangu, paruoko rwaEsau; nokuti ndinomutya, kuti achauya akandiparadza ini, namai, pamwechete navana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Ndapota ndinunureiwo mumaoko emukoma wangu Esau. Ndava kutya ini kuti angauye akatiuraya tose akauraya madzimai navana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Ndapota ndinunureiwo mumaoko emukoma wangu Esau. Ndava kutya ini kuti angauye akatiuraya tose akauraya madzimai navana. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Ndinokumbira kuti mundiponese kubva muruoko rwomukoma wangu Esau, nokuti ndinotya kuti achasvika akandiuraya, uyewo madzimai aya navana vavo. See the chapter |