Online Bible

- Advertisements -

Genesi 31:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 kunyange zvakadaro ivo vakandinyengedza. Vakaramba vachisandura mubayiro wangu kagumi kagumi. Asi Mwari haana kuvabvumidza kuti vasvike pokunditsvata nokuti

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ƃaɓa ʋenyu ʋakandinyeŋgedzera, ʋakashandura muɓairo waŋgu kagumi; asi Mŋari haana‐kutendera kuti ʋandiitire ɀakaipa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Baba venyu vakandinyengedzera, vakashandura mubayiro wangu kagumi; asi Mwari haana kutendera kuti vandiitire zvakaipa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 kunyange zvakadaro ivo vakandinyengedza. Vakaramba vachisandura mubayiro wangu kagumi kagumi. Asi Mwari haana kuvabvumidza kuti vasvike pokunditsvata nokuti

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 kunyange zvakadaro ivo vakandinyengedza. Vakaramba vachisandura mubayiro wangu kagumi kagumi. Asi Mwari haana kuvabvumidza kuti vasvike pokunditsvata nokuti

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 asi baba venyu vakandinyengera nokushandura-shandura mubayiro wangu kagumi kose. Kunyange zvakadaro hazvo, Mwari haana kuvatendera kuti vandikuvadze.

See the chapter Copy

Genesi 31:7

Follow us:

Advertisements

Advertisements