Online Bible

- Advertisements -

Genesi 31:51 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

51 Rabhani akatizve, “Tarisa chitata chemurwi wamatombo ichi, neibwe iri randamisa pakati pangu newe.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

51 Ɀino Rabani akati kunaJakobo: Tarira murwi uyu, tarira shoŋgwe iyi, yandakamisa pakati paŋgu newe.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

51 Zvino Rabhani akati kuna Jakobho, “Tarira murwi uyu, tarira shongwe iyi, yandakamisa pakati pangu newe.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

51 Rabhani akatizve, “Tarisa chitata chemurwi wamatombo ichi, neibwe iri randamisa pakati pangu newe.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

51 Rabhani akatizve, “Tarisa chitata chemurwi wamatombo ichi, neibwe iri randamisa pakati pangu newe.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

51 Rabhani akatiwo kuna Jakobho, “Hoyu murwi uyu, uye heyi mbiru yandamisa iyi pakati pako neni.

See the chapter Copy

Genesi 31:51

Follow us:

Advertisements

Advertisements