Online Bible

- Advertisements -

Genesi 31:50 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

50 “Kana ukazoshusha vabvana vangu kana kuroora vamwe vakadzi, kunyange vamwe vose vakasazviona, Mwari ndiye chapupu chedu.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

50 Kana ukazotambudza ʋakunda ʋaŋgu, kana kuwana ʋamŋe ʋakadzi kunze kwaʋakunda ʋaŋgu, hakunomunhu ucaʋa nesu; asi tarira, Mŋari ndico capupu pakati paŋgu newe.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

50 Kana ukazotambudza vakunda vangu, kana kuwana vamwe vakadzi kunze kwavakunda vangu, hakuna munhu achava nesu; asi tarira, Mwari ndicho chapupu pakati pangu newe.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

50 “Kana ukazoshusha vabvana vangu kana kuroora vamwe vakadzi, kunyange vamwe vose vakasazviona, Mwari ndiye chapupu chedu.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

50 “Kana ukazoshusha vabvana vangu kana kuroora vamwe vakadzi, kunyange vamwe vose vakasazviona, Mwari ndiye chapupu chedu.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

50 Kana ukabata vanasikana vangu zvakaipa kana kutora vamwe vakadzi kunze kwevanasikana vangu, kunyange dai mumwe munhu akasava nesu, rangarira kuti Mwari ndiye chapupu pakati pako neni.”

See the chapter Copy

Genesi 31:50

Follow us:

Advertisements

Advertisements