Online Bible

- Advertisements -

Genesi 31:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Akavati, “Ndava kuona muuso hwababa venyu kuti havachandifarira sapakutanga. Asi Mwari wababa vangu anga achingova neni.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 akati kwaʋari: Ndinoʋona kuti ciso caɓaɓa ʋenyu hacizakaita kwandiri sapakutaŋga; asi Mŋari waɓaɓa ʋaŋgu wakaŋga aneni.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

5 akati kwavari, “Ndinoona kuti chiso chababa venyu hachizakaita kwandiri sapakutanga; asi Mwari wababa vangu akanga aneni.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Akavati, “Ndava kuona muuso hwababa venyu kuti havachandifarira sapakutanga. Asi Mwari wababa vangu anga achingova neni.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Akavati, “Ndava kuona muuso hwababa venyu kuti havachandifarira sapakutanga. Asi Mwari wababa vangu anga achingova neni.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Akati kwavari, “Ndinoona kuti ndangariro dzababa venyu kwandiri hadzisisina kuita sezvadzakanga dzakaita kare, asi Mwari wababa vangu aneni.

See the chapter Copy

Genesi 31:5

Follow us:

Advertisements

Advertisements