Online Bible

- Advertisements -

Genesi 31:46 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

46 Iye Jakobho akaudzawo vanhu vake kuti, “Unganidzai mabwe.” Vakaunganidza mabwe akaita murwi. Vakadyira pamurwi ipapo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

46 Jakobo akati kuhama dzake: Ʋuŋganidzai mabge; iʋo ʋakatora mabge, ʋakaita murwi; ʋakadya ipapo pamurwi.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

46 Jakobho akati kuhama dzake, “Unganidzai mabwe;” ivo vakatora mabwe, vakaita murwi; vakadya ipapo pamurwi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

46 Iye Jakobho akaudzawo vanhu vake kuti, “Unganidzai mabwe.” Vakaunganidza mabwe akaita murwi. Vakadyira pamurwi ipapo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

46 Iye Jakobho akaudzawo vanhu vake kuti, “Unganidzai mabwe.” Vakaunganidza mabwe akaita murwi. Vakadyira pamurwi ipapo.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

46 Akati kuhama dzake, “Unganidzai mamwe mabwe.” Saka vakatora mabwe vakaaunganidza vakaita murwi, uye vakadya ipapo pamurwi.

See the chapter Copy

Genesi 31:46

Follow us:

Advertisements

Advertisements