Genesi 31:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Rabhani akapindura Jakobho achiti, “Vabvana ava vana vangu ini, vana ava vazukuru vangu, zvipfuwo izvi zvipfuwo zvangu. Zvose zvazvo zvauri kuona ndezvangu. Ko zvino chii chandingaonekwe ndoita nhasi uno kuvabvana vangu kana kuvana vavo vokubereka. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Rabani akapindura, akati kunaJakobo: Ʋakunda aʋa ʋakunda ʋaŋgu; ʋana aʋa ʋana ʋaŋgu; ɀipfuwo iɀi ɀipfuwo ɀaŋgu, neɀose ɀaunoʋona ndeɀaŋgu; nhasi ndiŋgaitei kuʋakunda ʋaŋgu aʋa, kana ʋana ʋaʋo ʋaʋakaɀara? See the chapterShona Bible 1949 revised 200243 Rabhani akapindura, akati kuna Jakobho, “Vakunda ava vakunda vangu; vana ava vana vangu; zvipfuwo izvi zvipfuwo zvangu, nezvose zvaunoona ndezvangu; nhasi ndingaitei kuvakunda vangu ava, kana vana vavo vavakazvara? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Rabhani akapindura Jakobho achiti, “Vabvana ava vana vangu ini, vana ava vazukuru vangu, zvipfuwo izvi zvipfuwo zvangu. Zvose zvazvo zvauri kuona ndezvangu. Ko zvino chii chandingaonekwe ndoita nhasi uno kuvabvana vangu kana kuvana vavo vokubereka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona43 Rabhani akapindura Jakobho achiti, “Vabvana ava vana vangu ini, vana ava vazukuru vangu, zvipfuwo izvi zvipfuwo zvangu. Zvose zvazvo zvauri kuona ndezvangu. Ko zvino chii chandingaonekwe ndoita nhasi uno kuvabvana vangu kana kuvana vavo vokubereka. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 Rabhani akapindura Jakobho akati, “Madzimai aya vanasikana vangu, uye vana ava vana vangu, uye zvipfuwo izvi ndezvangu. Zvose zvaunoona ndezvangu. Asi ndichaiteiko nhasi pamusoro pavanasikana vangu ava, kana pamusoro pavana vavakabereka? See the chapter |