Genesi 31:42 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Dai Mwari wababa wangu, Mwari waAbhurahamu, Mwari anonamatwa naIsaki akanga asineni, chokwadi chokwadi mungadai makandirega ndichienda zvangu ndisina nechii chose. Mwari akaona kutambura kwangu nokushanda kwandakaita, saka akuyambirai usiku hwanhasi.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 Ƌai Mŋari waɓaɓa ʋangu, Mŋari waAbrahama, iye wakatyiwa naIsaka, asaiʋa neni, ɀirokwaɀo muŋgaɗai maindiendisa ndisinecinhu. Mŋari wakaʋona kutambudzika kwaŋgu namaɓasa amaʋoko aŋgu, akakurairai ʋusiku bgazuro. See the chapterShona Bible 1949 revised 200242 Dai Mwari wababa vangu, Mwari waAbhurahamu, iye wakatyiwa naIsaka, asaiva neni, zvirokwazvo mungadai maindiendesa ndisina chinhu. Mwari akaona kutambudzika kwangu namabasa amaoko angu, akakurairai usiku hwazuro.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Dai Mwari wababa wangu, Mwari waAbhurahamu, Mwari anonamatwa naIsaki akanga asineni, chokwadi chokwadi mungadai makandirega ndichienda zvangu ndisina nechii chose. Mwari akaona kutambura kwangu nokushanda kwandakaita, saka akuyambirai usiku hwanhasi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona42 Dai Mwari wababa wangu, Mwari waAbhurahamu, Mwari anonamatwa naIsaki akanga asineni, chokwadi chokwadi mungadai makandirega ndichienda zvangu ndisina nechii chose. Mwari akaona kutambura kwangu nokushanda kwandakaita, saka akuyambirai usiku hwanhasi.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi42 Dai Mwari wababa vangu, iye Mwari waAbhurahama uye aityiwa naIsaka, akanga asineni, zvirokwazvo mungadai makandiendesa ndisina chinhu. Asi Mwari akaona kutambudzika kwangu nokubata kwamaoko angu, uye usiku akakutsiurai.” See the chapter |