Genesi 31:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Jakobho akatuma munhu kundodaidza Rakeri naRea kuti vauye kumafuro kwaiva nezvipfuwo zvake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ipapo Jakobo akatuma munhu kundoɗana Rakeri naRea ʋaʋuye kusaŋgo kuɀipfuwo ɀake; See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Ipapo Jakobho akatuma munhu kundodana Rakeri naRea vauye kusango kuzvipfuwo zvake; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Jakobho akatuma munhu kundodaidza Rakeri naRea kuti vauye kumafuro kwaiva nezvipfuwo zvake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Jakobho akatuma munhu kundodaidza Rakeri naRea kuti vauye kumafuro kwaiva nezvipfuwo zvake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Saka Jakobho akatuma shoko kuna Rakeri naRea kuti vauye kusango kwakanga kuna makwai ake. See the chapter |