Genesi 31:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Zvipfuwo zvainge zvarumwa nezvikara handaikuudzai imi, asi ndaizvitsiva nezvangu pachangu. Zvipfuwo zvainge zvabiwa masikati kana usiku maindiripisa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Ɀakarumŋa neɀikara handina‐kuʋuya naɀo kwamuri; asi ndakaɀiripa ini; makaɀireʋa pamaʋoko aŋgu, kana ɀakaɓiwa masikati, kana ɀakaɓiwa ʋusiku. See the chapterShona Bible 1949 revised 200239 Zvakarumwa nezvikara handina kuuya nazvo kwamuri; asi ndakazviripa ini; makazvireva pamaoko angu, kana zvakabiwa masikati, kana zvakabiwa usiku. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Zvipfuwo zvainge zvarumwa nezvikara handaikuudzai imi, asi ndaizvitsiva nezvangu pachangu. Zvipfuwo zvainge zvabiwa masikati kana usiku maindiripisa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona39 Zvipfuwo zvainge zvarumwa nezvikara handaikuudzai imi, asi ndaizvitsiva nezvangu pachangu. Zvipfuwo zvainge zvabiwa masikati kana usiku maindiripisa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Handina kuuya kwamuri nezvipfuwo zvakabvamburwa nezvikara zvesango; ndakatakura mutoro wacho pachangu. Uye makareva muripo kubva kwandiri pane zvose zvakabiwa masikati kana usiku. See the chapter |