Online Bible

- Advertisements -

Genesi 31:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Ndakagara nemi makumi maviri amakore, hwai nembudzi dzenyu hadzina kumbosvodza. Handina kubaya hondohwe dzamatanga enyu ndichidya.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

38 Ndakagara nemi makore aya makumi maʋiri; matunɀi enyu amakwai nenhunɀi dzenyu dzembudzi haɀina‐kuȿodza, makondobge enyu amakwai handinakuadya.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

38 Ndakagara nemi makore aya makumi maviri; matunzvi enyu amakwai nenhunzvi dzenyu dzembudzi hazvina kusvodza, makondohwe enyu amakwai handina kuadya.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Ndakagara nemi makumi maviri amakore, hwai nembudzi dzenyu hadzina kumbosvodza. Handina kubaya hondohwe dzamatanga enyu ndichidya.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

38 Ndakagara nemi makumi maviri amakore, hwai nembudzi dzenyu hadzina kumbosvodza. Handina kubaya hondohwe dzamatanga enyu ndichidya.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

38 “Ndakanga ndinemi makore makumi maviri aya. Makwai enyu nembudzi dzenyu hazvina kusvodza, uye handina kudya makondobwe amakwai enyu.

See the chapter Copy

Genesi 31:38

Follow us:

Advertisements

Advertisements