Genesi 31:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Jakobho akabva atsamwa kwazvo akapopotera Rabhani achiti, “Ko chandakakutadzirai chii? Ko chakaipa chandakaita ndechipi, zvamanditevera muchitoita zvokuvhima kudai? See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Ɀino Jakobo akatsamŋa, akapopotera Rabani; Jakobo akapindura akati kunaRabani: Kuɗarika kwaŋgu ndokweiko — Ko kutadza kwaŋgu ndokwei, ɀamanditeʋera neshuŋgu dzakaɗai? See the chapterShona Bible 1949 revised 200236 Zvino Jakobho akatsamwa, akapopotera Rabhani; Jakobho akapindura akati kuna Rabhani, “Kudarika kwangu ndokweiko? Ko kutadza kwangu ndokwei, zvamanditevera neshungu dzakadai? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Jakobho akabva atsamwa kwazvo akapopotera Rabhani achiti, “Ko chandakakutadzirai chii? Ko chakaipa chandakaita ndechipi, zvamanditevera muchitoita zvokuvhima kudai? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona36 Jakobho akabva atsamwa kwazvo akapopotera Rabhani achiti, “Ko chandakakutadzirai chii? Ko chakaipa chandakaita ndechipi, zvamanditevera muchitoita zvokuvhima kudai? See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Jakobho akatsamwa uye akapopotera Rabhani akati, “Mhaka yangu ndeyeiko? Chivi chandakaita ndecheiko zvamandivhima mukadai? See the chapter |