Online Bible

- Advertisements -

Genesi 31:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 Rakeri ndokutaurira baba vake achiti, “Musanditsamwire zvenyu shewe. Ini handisi kukwanisa kukusumukirai nokuti ndiri panguva yangu yokutevera.” Rabhani akatsvakisisa asi haana kuwana vamwari vake.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

35 Iye akati kunaɓaɓa ʋake: Ishe waŋgu ŋgaarege kutsamŋa, nokuti handigoni kusimuka pamberi penyu; nokuti mutoʋo waʋakadzi uri kwandiri. Iye akatȿakisisa, asi haana‐kuwana ʋamŋari.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

35 Iye akati kuna baba vake, “Ishe wangu ngaarege kutsamwa, nokuti handigoni kusimuka pamberi penyu; nokuti mutoo wavakadzi uri kwandiri.” Iye akatsvakisisa, asi haana kuwana vamwari.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 Rakeri ndokutaurira baba vake achiti, “Musanditsamwire zvenyu shewe. Ini handisi kukwanisa kukusumukirai nokuti ndiri panguva yangu yokutevera.” Rabhani akatsvakisisa asi haana kuwana vamwari vake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

35 Rakeri ndokutaurira baba vake achiti, “Musanditsamwire zvenyu shewe. Ini handisi kukwanisa kukusumukirai nokuti ndiri panguva yangu yokutevera.” Rabhani akatsvakisisa asi haana kuwana vamwari vake.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

35 Rakeri akati kuna baba vake, “Regai henyu kutsamwa, ishe wangu, kuti handigoni kusimuka pamberi penyu; ndiri pamutowo wavakadzi.” Saka akatsvaka asi haana kuwana vamwari veimba yake.

See the chapter Copy

Genesi 31:35

Follow us:

Advertisements

Advertisements