Genesi 31:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Jakobho akati kuna Rabhani, “Ndaitya kuti zvimwe mungandibvutire vanasikana venyu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Jakobo akapindura, akati kunaRabani: Nokuti ndakaŋga ndicitya; nokuti ndakati: Ɀimŋe muŋganditorera ʋakunda ʋenyu nesimba. See the chapterShona Bible 1949 revised 200231 Jakobho akapindura, akati kuna Rabhani, “Nokuti ndakanga ndichitya, nokuti ndakati, ‘Zvimwe munganditorera vakunda venyu nesimba.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Jakobho akati kuna Rabhani, “Ndaitya kuti zvimwe mungandibvutire vanasikana venyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona31 Jakobho akati kuna Rabhani, “Ndaitya kuti zvimwe mungandibvutire vanasikana venyu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Jakobho akapindura Rabhani akati, “Ndakanga ndichitya, nokuti ndakafunga kuti maizonditorera vanasikana venyu nechisimba. See the chapter |